Cantitate/Preț
Produs

Ngatitare Nyika

Autor Sarura Kids
Paperback – 29 ian 2026
Ngatidzidzirei kutara mifananidzo yenzvimbo dziri mu Ireland. Bhuku iri rinotaura trivia nezvirokwazvo pamusoro penyika iyi. Munokwanisa kuwana nzvimbo nezvinhu zvakasiyana siyana zvinowanikwa mu Ireland. Dzimwe dzenzvimbo dzamunokwanisa kuwana dzinoitwa idzo Blarney Castle, The Burren, Giants Causeway, Titanic Belfast, nedzimwe nzvimbo. Mwana anopihwa chinhambo chekuti atare mufananidzo nenzira yaanofarira uyezve inoratidza hunyanzvi hwake nehumbesa. Bhuku rino rakagadzirwa nemunyati unotevedzera zvidzidzo zvehumbesa. Rinochengetedza nekukoshesa makuriro evana. Nokudaro rinobatsira mwana kuti adzidzire nezvenyika yedu uyezve achigadzira dzikiso dzinozomubatsira kana akazoda zvake kuita basa rehumbesa. Kana mwana achinge asvika makore mashanu kana matanhatu, anotanga kukwanisa kuona mamiriro ezvinhu zvatinoona munyika. Anenge akukwanisa kutara mifananidzo inoonekwa kuti yakagara pasi, kwete inoyangarara kana kubhururuka kana makaitarisa papeji. Chero zvake asati akukwanisa kutara mifananidzo yakagozha, anenge ane chido chekutara mifananidzo yakawanda wanda kuti arambe achidzidzira humbesa. hwake. Tinofanirwa kumusimbisa nekumukurudzira kuti arambe achitara mifananidzo yakawanda. Nenguva ino munoona mwana achitara mufananidzo ozviisawo pakati pemufananidzo iwoyo. Izvi zvinomubatsira kuti awone kuti iye akakosha mune zvaari kutara. Anofarira kutamba achinyepedzera kunge ari munzvimbo iyoyo. Sevabereki tinofanirwa kuzvikurudzira. Kana asvitsa makore mashanu kana matanhatu, mwana anenge akukwanisa kutevedzera huyerapasi. Munoona achikwanisa kuona zvinhu zvakaita sedenderedzwa, gonyatatu, gonyarura, kana sikweya. Kurudzirai mwana kuti atsvage huyerapasi mumifananidzo iri mubhuku iri. Kana muchida munokwanisa kudhirowa muumbirwo pamusoro pemifananidzo yacho. Nyika yedu yakakosha. Nyika yedu ine zvizhinji zvinoyevedza nekutidzidzisa magariro evanhu nemadzitateguru edu. Ngatikoshesei pasi pano tichibatsira vana kuti vadzidze manakiro enyika.
Citește tot Restrânge

Preț: 12035 lei

Puncte Express: 181

Carte tipărită la comandă

Livrare economică 15-29 august

Livrare prin curier în România Termenul estimat este afișat lângă disponibilitate.
Transport gratuit de la 40000 lei Plată online sau ramburs, în funcție de opțiunile comenzii.
Retur gratuit în 14 zile Comandă securizată și suport în română.

Specificații

ISBN-13: 9798211116207
Pagini: 60
Dimensiuni: 203 x 254 x 4 mm
Greutate: 0.21 kg
Editura: Blurb